Common causes
- Most early miscarriages (before 12 weeks) are caused by a problem with the baby’s chromosomes – chromosomes (maumbirwo anoitwa mwana, anoita semabricks anovaka mwana).
- Problems with the placenta – placenta inounza chikafu kumwana, kuti mwana akure zvakanaka, so if there is a problem it will disrupt kukura kwemwana, leading to miscarriage or stillbirth.
- Weak cervix (cervical insufficiency) – cervix (muromo wechibereko) is the entrance to the womb. Kana cervix iri weak inogona kuvhurika nguva isati yakwana kuti mwana abude, zvichikonzera a late miscarriage or a preterm birth.
- Problem neendometrium (madziro echibereko) – progesterone level, kana masurgery or fibroids anogona kukanganisa madziro aya zvinokanganisa kukura kwemwana.
- Blood clotting issues – ropa rinenge richikasika kuita maclots.
- Blood group – ukatakura mwana ari rhesus positive iwe uri rhesus negative, zvinokonzera kuti muviri urwise pamuviri pako kana kurwara zvakanyanya kwako iwe amai.
Ukaita mamiscarriages anopfuura 3, bvunza chiremba vatarise zvataurwa pamusoro apo.
Zvimwe zvinogona kuwedzeresa kuti miscarriage iitike
- Very high levels of stress.
- Drinking, smoking, too much caffeine and taking illegal drugs.
- Being over or underweight.
- Low levels of vitamin D.
- Low levels of folate in your blood.
- A growing amount of research shows that air pollution can affect the health of your pregnancy.
- The risk of miscarriage increases as the biological parents get older.
- Some medicines increase the risk of miscarriage. Taura naDr wako ukaita pamuviri uine mishonga yaunotora.
- Some long-term conditions, if not managed well during pregnancy.
- An unusually shaped uterus.
This guide is for education and support. It does not replace advice from your own doctor or fertility clinic.